Mazuva
Celscius
| Length : 03:00
Writer: Tafadzwa Mwandira
Composer: Tafadzwa Mwandira
Lyrics
Begin yea na na na na na na Balance man wayoo wayoo Who we Hakuna anoziva wayoo Zuva rekufa zuva rekufa zuva rekufa Kusaziva wayoo wayoo kunotipa Nguva yekuda kufara kufara kufara Sunshine Ndipe kuno matots ndipe kuno macots Ndipe kuno zvimoko zvakarova mashorts Ndipe kuno mahits aya ari mupot Vagondipa mavotes chingoma chiri hot Doro tadira pasi tine misodzi yasauro Mudzimu tiringe musaoma pahuro Tigoita gauro tisawanze mutauro Hupenyu imari maskat kana mauro Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira Hapana munhu asingambode mari Asi pasina dikita hapana hushamwari Ndosaka paharare tisingarare Zvitori worse paghetto repambare Saka gidung gidung ngoma yerugare Totodzirova dzepasi chigare Sheltang sheltang set the pace Hustle man ah hustle ye mi der ina dirace Come inna di riddim like a bell when it jingle melody melody da tall black melanin Toshanda zvazviri zvobuda zvazviri Hupenyu ivhiri saka tirimo mariri Celscius again Hakuna anoziva wayoo Zuva rekufa zuva rekufa zuva rekufa Kusaziva wayoo wayoo kunotipa Nguva yekuda kufara kufara kufara Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira Ndipe kuno matots ndipe kuno macots Ndipe kuno zvimoko zvakarova mashorts Ndipe kuno mahits aya ari mupot Vagondipa mavotes chingoma chiri hot Doro tadira pasi tine misodzi yasauro Mudzimu tiringe musaoma pahuro Tigoita gauro tisawanze mutauro Hupenyu imari maskat kana mauro Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira Mazuva atakapihwa Ndiwaya ndiwaya Hapana anomboziva Fira patinofira
Tafadzwa Mwandira
O/B/O DistroKid
This track is on the following album:
Mazuva
Celscius